Zuva ne zuva ndini zvangu,
kufumorova dova kuseni
kunoshandirawo mhuri yangu,
dongo ! dongo! vodongorera

Hembe iyoyo yakabvepi?
ko jombo wakaripihwa nani?
saka apa wanangepi?
ko mangwana urikudini?

havadi kundiona ndichiseva nenyama,
havadi kundiona ndichifamba nemota,
zuva ne zuva vanongondigaira,
moyo yavo ichiti dai ndawira
vondicherera gomba ndiri mupenyu!
kutonyora gwaro rehupenyu hwangu,
hanzi tione kwazvinosvika,
manje Mwari ndewe munhu wese…

<Bridge>
pamuromo vanowanza vane godo neni (maiweee)

pamuromo vanowanza vane shanje
(ahiye hoyereee) ✘2

<Chorus>
Honaa Vachabaiwa! (havanyareeee)
Maiwee Vachabaiwa! (havanyareeee)
Wudyu Wudyu kuwudyura
maziziso kwese kwese✘2

Hoo ah ,ahiye woyereeee
Hoo ah ,ahiye woyereee
Hoo ah ,ahiye woyereee
havanyareeee
havanyareeeeee
wudyu wudyu kuwudyura
maziziso kwese kwese✘2

<Verse>
Varimugomba woyeee
(yoweee amaiwee)
Rova Ngoma chikomana !
(totandara booooyi)
Varimugomba woyeee
Rova Ngoma Makumbe
Varimugomba woyeee
Rova Ngoma chikomana!
Varimugomba woyeee
Rova Ngoma WeDande

Varimugomba woye
Rova Ngoma mhamha Filoo
varimugomba woye woyee
Rova ngoma tiende
varimugomba woyee
Rova ngoma tiendeee✘2

<Chorus>
Honaa Vachabaiwa! (havanyareeee)
Maiwee Vachabaiwa! (havanyareeee)
Wudyu Wudyu kuwudyura
maziziso kwese kwese✘2

Hoo ah ,ahiye woyereeee
Hoo ah ,ahiye woyereee
Hoo ah ,ahiye woyereee
havanyareeee
havanyareeeeee
wudyu wudyu kuwudyura
maziziso kwese kwese✘2

< Last Verse>
Varimugomba woyeee
Rova Ngoma chikomana!
Varimugomba woyee
Rova Ngoma Makumbe
Varimugomba woyee
Rova Ngoma Chikomana
Varimugomba woyee
Rova Ngoma WeDande

Composed and performed by Brity Yonly
All rights reserved (Copyright@2020)
Marketed and distributed by Brity Yonly Music

LEAVE A REPLY

Please enter your comment!
Please enter your name here